Kutadza kuona kana kuridza mareel paFacebook
Kopa chibatanidzi
Rubatsiro rweApu yeiPhone
Rubatsiro rweApu yeiPad
Rubatsiro rweKombiyuta
Rubatsiro rweApu yeAndroid
Rubatasiro paApu yeFacebook Lite
Rubatsiro Rwebhurauza Rembozhanhare
Rubatsiro rweApu yeiPhone
Rubatsiro rweApu yeiPad
Rubatsiro rweKombiyuta
Rubatsiro rweApu yeAndroid
Rubatasiro paApu yeFacebook Lite
Rubatsiro Rwebhurauza Rembozhanhare
Vandudzo (Gunyana 2025): Mavhidhiyo ese epaFacebook ava Mareel. Mavhidhiyo ese anotumirwa paFacebook achatumirwa semareel, pasinei neurefu kana mamiriro awo. Izvi zvinoita kuti zvinosanganwa nazvo pakuona kwevagadziri nevanoona zvifanane. Dzidza zvimwe maererano nekuchinja uku.
Kana uri kuva nedambudziko pakuridza mareel paFacebook, edza mazano aya ekugadzirisa nawo ari pazasi.
Ongorora konekisheni yako yeindaneti
- Kana uri kushandisa Wi-Fi, edza kukonekita zvakare kunetiweki yako kana kukonekita kuimwe netiweki.
- Kana konekisheni yako yeindaneti ichinonoka, dzima ubatidzezve muchina wako wekukonekita indaneti.
- Kana uri pafoni, edza kuchinjanisa Wi-Fi nedhata remufoni.
Apudheta bhurauza rako
- Shandisa urongwa hwazvino hweChrome, Firefox, Safari, kana Microsoft Edge kuti uwane zvakanakisisa zvinosanganwa nazvo.
- Kana kombiyuta yako ichishandisa Windows 7 kana imwe yakaitangira, edza kushandisa rimwe mhando yebhurauza.
Dzima ubatidze zvakare kombiyuta yako
- Vhara bhurauza rako reindaneti uye tangazve kombiyuta yako.
Tizivise kana uchiri kuramba uchisangana nematambudziko ekuridza mareel
- Kana uchiri kusangana nedambudziko mushure mekuedza kurudziro idzi, unogona kumhan'ara dambudziko racho.
Gadzirisa dambudziko neimwewo nzira
Ona nzira dzekuwedzera dzekutsvaga uye kugadzirisa nadzo dambudziko pano:
- Mhan'arira reel paFacebook yaunofunga kuti inopesana neMitemo Yemunharaunda yedu.
- Tsvaga uye gadzirirsa nyaya kana uchiwokera vhidhiyo yezviri kuitika izvezvi kuFacebook.
- Dzidza zvaungaite kana uri kuva nematambudziko kuapurodha mareel paFacebook.
Related Articles
Related Articles
Other ways to get help
Chat with Meta AI support assistant
Resolve issues, make changes and get support in real time
